Ma Socks

Ma Socks Lyrics

Song Ma Socks
Artist Killer T
Album Gheto Rinenharo Singles Collection
Download Image LRC TXT
[00:00.22] (Hot Property Music) Ayanaya for
[00:02.77] Killer T mukuru, mukuru, Chairman
[00:05.66] Nyatso-checker ma-settings
[00:07.74] Zvinotangira pakusaiza ma-socks
[00:09.67] Pakupfeka akasiyana ma-socks
[00:11.81] Ndinomabvisa ndakarohwa nema-drinks
[00:14.26] Asi anoda kuwachwa ma-socks
[00:16.48] Pane bustu dzinopfeka nema-socks
[00:18.56] Nedzimwe bhutsu hadzipfekwe nema-socks
[00:20.95] Ndipo panotanga hondo yema-socks
[00:22.83] Nyangwe wapihwa se-Christmas box
[00:25.24] Pane munhu ane ma-socks ane hondo
[00:27.20] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo
[00:29.68] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo
[00:31.84] Paita munhu ane ma-socks ane hondo
[00:34.30] Pane munhu ane ma-socks ane hondo
[00:36.23] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo
[00:38.48] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo
[00:40.41] Paita munhu ane ma-socks ane hondo
[00:42.96] Zvamunenge muchatorara nebhutsu
[00:45.25] Nenyaya yenyu yekutya kubvisa ma-socks
[00:47.36] Kana gogasi vanosimbisa ma-socks
[00:49.22] Havarege kuayina ma-socks
[00:51.95] Uchavaona vatsamwa vabirwa ma-socks
[00:54.53] Bhoilisa mvura woisa ma-socks
[00:56.42] Anodawo mhepo yakawanda ma-socks
[00:58.64] Anoda kusiwa akayanikwa ma-socks
[01:00.70] Pane munhu ane ma-socks ane hondo
[01:02.90] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo
[01:04.61] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo
[01:07.12] Paita munhu ane ma-socks ane hondo
[01:09.43] Pane munhu ane ma-socks ane hondo
[01:11.80] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo
[01:13.88] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo
[01:16.07] Paita munhu ane ma-socks ane hondo
[01:18.05] Zvinotangira pakusaiza ma-socks
[01:20.70] Pakupfeka akasiyana ma-socks
[01:22.43] Ndinomabvisa ndakarohwa nema-drinks
[01:24.84] Asi anoda kuwachwa ma-socks
[01:26.76] Pane bustu dzinopfeka nema-socks
[01:28.79] Nedzimwe bhutsu hadzipfekwe nema-socks
[01:31.08] Ndipo panotanga hondo yema-socks
[01:33.50] Nyangwe wapihwa se-Christmas box
[01:35.99] Pane munhu ane ma-socks ane hondo
[01:37.76] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo
[01:39.74] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo
[01:42.19] Paita munhu ane ma-socks ane hondo
[01:44.69] Pane munhu ane ma-socks ane hondo
[01:46.83] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo
[01:48.80] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo
[01:51.26] Paita munhu ane ma-socks ane hondo
[01:54.39] Socks ane hondo
[01:56.47] Kubva waenda pamoyo
[01:58.79] Makafira gonzo
[02:00.94] Socks ane hondo
[02:02.90] Socks ane hondo
[02:05.21] Kubva kaenda pamoyo
[02:07.19] Makafira gonzo
[02:09.71] Socks ane hondo
[02:10.22]
Ma Socks Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)