[00:00.22] (Hot Property Music) Ayanaya for [00:02.77] Killer T mukuru, mukuru, Chairman [00:05.66] Nyatso-checker ma-settings [00:07.74] Zvinotangira pakusaiza ma-socks [00:09.67] Pakupfeka akasiyana ma-socks [00:11.81] Ndinomabvisa ndakarohwa nema-drinks [00:14.26] Asi anoda kuwachwa ma-socks [00:16.48] Pane bustu dzinopfeka nema-socks [00:18.56] Nedzimwe bhutsu hadzipfekwe nema-socks [00:20.95] Ndipo panotanga hondo yema-socks [00:22.83] Nyangwe wapihwa se-Christmas box [00:25.24] Pane munhu ane ma-socks ane hondo [00:27.20] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo [00:29.68] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo [00:31.84] Paita munhu ane ma-socks ane hondo [00:34.30] Pane munhu ane ma-socks ane hondo [00:36.23] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo [00:38.48] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo [00:40.41] Paita munhu ane ma-socks ane hondo [00:42.96] Zvamunenge muchatorara nebhutsu [00:45.25] Nenyaya yenyu yekutya kubvisa ma-socks [00:47.36] Kana gogasi vanosimbisa ma-socks [00:49.22] Havarege kuayina ma-socks [00:51.95] Uchavaona vatsamwa vabirwa ma-socks [00:54.53] Bhoilisa mvura woisa ma-socks [00:56.42] Anodawo mhepo yakawanda ma-socks [00:58.64] Anoda kusiwa akayanikwa ma-socks [01:00.70] Pane munhu ane ma-socks ane hondo [01:02.90] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo [01:04.61] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo [01:07.12] Paita munhu ane ma-socks ane hondo [01:09.43] Pane munhu ane ma-socks ane hondo [01:11.80] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo [01:13.88] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo [01:16.07] Paita munhu ane ma-socks ane hondo [01:18.05] Zvinotangira pakusaiza ma-socks [01:20.70] Pakupfeka akasiyana ma-socks [01:22.43] Ndinomabvisa ndakarohwa nema-drinks [01:24.84] Asi anoda kuwachwa ma-socks [01:26.76] Pane bustu dzinopfeka nema-socks [01:28.79] Nedzimwe bhutsu hadzipfekwe nema-socks [01:31.08] Ndipo panotanga hondo yema-socks [01:33.50] Nyangwe wapihwa se-Christmas box [01:35.99] Pane munhu ane ma-socks ane hondo [01:37.76] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo [01:39.74] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo [01:42.19] Paita munhu ane ma-socks ane hondo [01:44.69] Pane munhu ane ma-socks ane hondo [01:46.83] Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo [01:48.80] Mubhutsu kuita senge makafira gonzo [01:51.26] Paita munhu ane ma-socks ane hondo [01:54.39] Socks ane hondo [01:56.47] Kubva waenda pamoyo [01:58.79] Makafira gonzo [02:00.94] Socks ane hondo [02:02.90] Socks ane hondo [02:05.21] Kubva kaenda pamoyo [02:07.19] Makafira gonzo [02:09.71] Socks ane hondo [02:10.22]