(Hot Property Music) Ayanaya for Killer T mukuru, mukuru, Chairman Nyatso-checker ma-settings Zvinotangira pakusaiza ma-socks Pakupfeka akasiyana ma-socks Ndinomabvisa ndakarohwa nema-drinks Asi anoda kuwachwa ma-socks Pane bustu dzinopfeka nema-socks Nedzimwe bhutsu hadzipfekwe nema-socks Ndipo panotanga hondo yema-socks Nyangwe wapihwa se-Christmas box Pane munhu ane ma-socks ane hondo Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo Mubhutsu kuita senge makafira gonzo Paita munhu ane ma-socks ane hondo Pane munhu ane ma-socks ane hondo Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo Mubhutsu kuita senge makafira gonzo Paita munhu ane ma-socks ane hondo Zvamunenge muchatorara nebhutsu Nenyaya yenyu yekutya kubvisa ma-socks Kana gogasi vanosimbisa ma-socks Havarege kuayina ma-socks Uchavaona vatsamwa vabirwa ma-socks Bhoilisa mvura woisa ma-socks Anodawo mhepo yakawanda ma-socks Anoda kusiwa akayanikwa ma-socks Pane munhu ane ma-socks ane hondo Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo Mubhutsu kuita senge makafira gonzo Paita munhu ane ma-socks ane hondo Pane munhu ane ma-socks ane hondo Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo Mubhutsu kuita senge makafira gonzo Paita munhu ane ma-socks ane hondo Zvinotangira pakusaiza ma-socks Pakupfeka akasiyana ma-socks Ndinomabvisa ndakarohwa nema-drinks Asi anoda kuwachwa ma-socks Pane bustu dzinopfeka nema-socks Nedzimwe bhutsu hadzipfekwe nema-socks Ndipo panotanga hondo yema-socks Nyangwe wapihwa se-Christmas box Pane munhu ane ma-socks ane hondo Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo Mubhutsu kuita senge makafira gonzo Paita munhu ane ma-socks ane hondo Pane munhu ane ma-socks ane hondo Chimweya chacho chikubva chaenda pamoyo Mubhutsu kuita senge makafira gonzo Paita munhu ane ma-socks ane hondo Socks ane hondo Kubva waenda pamoyo Makafira gonzo Socks ane hondo Socks ane hondo Kubva kaenda pamoyo Makafira gonzo Socks ane hondo