[00:01.55] Hoo, hoo (mukuru, mukuru) hee, hee (mukuru) [00:05.60] Hoo hoo [00:07.03] Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure negoma yangu [00:11.74] Chimbidza kudzoka kwandabva kure (Simplex Music) [00:14.86] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo [00:18.20] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega [00:22.58] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo [00:26.00] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega [00:29.89] Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese [00:33.76] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese [00:38.14] Ndangoti Mwari ndewe munhu wese [00:41.59] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese [00:46.29] Ndanga ndichida kuzongopupura [00:50.03] Pazuva racho ratichasangana [00:53.70] Ndivaudze musango matabuda [00:57.86] Munezvikara zvinorura [01:01.59] Vanoda bopoto bopoto [01:05.77] Asi handina kuzovapindura [01:09.00] Nemoyo une rudo uyu wamatipa [01:13.54] Tinemisodzi ine nhorondo [01:17.30] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo [01:20.82] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega [01:25.19] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo [01:28.41] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega [01:32.32] Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese [01:36.20] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese [01:40.63] Ndangoti Mwari ndewe munhu wese [01:44.15] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese [01:48.60] Enda unokoka machemebere ndabaiya [01:52.52] Ronda racho ririkuvhika moto [01:55.82] Handikwanise kungochema muchindichemedza [02:00.55] Tinechitsidzo chatakawirirana [02:03.62] Mwaribaba Samasimba inzwai kuchema kwangu [02:08.06] Ndimi ziso rehupenyu hwangu [02:12.00] Totosiya tarova ngoma pano Mai [02:14.89] Kuti titambirwei kuti mutibvumbamire [02:19.75] Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure, nengoma yangu [02:24.18] Chimbidza kudzoka kandabva kure [02:27.49] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo [02:31.15] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega [02:35.34] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo [02:38.64] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega [02:42.54] Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese [02:46.54] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese [02:50.88] Ndangoti Mwari ndewe munhu wese [02:54.44] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese [02:58.81] Ndangandichida kuzongopupura [03:02.77] Pazuva racho ratichasangana [03:06.42] Ndivaudze musango matabuda [03:10.52] Munezvikara zvinorura [03:14.24] Vanoda bopoto bopoto [03:18.66] Asi handina kuzovapindura [03:21.67] Nemoyo une rudo uyu wamatipa [03:26.29] Tinemisodzi ine nhorondo [03:29.88] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo [03:33.52] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega [03:37.62] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo [03:41.08] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega [03:45.18] Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese [03:48.90] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese [03:53.10] Ndangoti Mwari ndewe munhu wese [03:56.86] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese [04:01.23] Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu [04:05.96] Chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu [04:09.02] Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu [04:13.55] Chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu [04:17.25]