|
Kure kure kure, kure kure kure (oh man) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (oh na-na-na-na-na) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (oh na-na-na-na-na) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (now remix) |
|
What kind of man are you gonna to be? |
|
A man whose lost his culture and his ways |
|
A man whose given up on all he was meant to be |
|
Just to make the world around and feel important |
|
Simba mukaka, usarunga mwanangu |
|
Chewukira nzira yawafamba, uchakuwona kachana |
|
It's gonna be a long way |
|
Still I gotta make it some day |
|
Talk about change ndiwe |
|
From nothing to something I'm heading to the top yeah |
|
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure |
|
Zvakaitika shure, zvakasara kure |
|
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure |
|
Zvakaitika shure, zvakasara kure |
|
Kure kure kure, kure kure kure |
|
Kure kure kure, kure kure kure |
|
Kure kure kure, kure kure kure |
|
Kure kure kure, kure kure kure |
|
(Imwe mbeu) I can't remember where I'm coming from |
|
All I know I'm coming home |
|
So, I guess hapana chekutya |
|
PaBirthday handidi present chete ndoda nefuture |
|
I'm trynna look nzira yacho iri blurry |
|
Zvimwe ndichibhabhayisa bhayibhayi ndineBhayibheri |
|
Zvimwe zvandosangana nazvo imi zviri scary |
|
Tinenge titori patight bvunza Gary |
|
I work so hard, work so hard, I'm grinding sha |
|
Handingamboshainirwe ini ndiri shining star |
|
Vadzimu vangu woye imi murikupiko? |
|
Kana ndikarasika ndadzoka kunge ZUPCO |
|
Chero vakadyarana handimbojushwa |
|
Ndirimbewu isina kudyarwa, ndinenge mahuswa |
|
I keep grinding kusvika zvabhadhara |
|
Patience pays ndakazviona kuchipatara |
|
(Boys) |
|
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure |
|
Zvakaitika shure, zvakasara kure |
|
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure |
|
Zvakaitika shure, zvakasara kure |
|
(MaOne boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure |
|
Ndekure kwandabva kudai |
|
Nothing's gonna stop me now |
|
Never lose your heart no |
|
Stay in your lane |
|
Ndekure kwandabva kudai |
|
Nothing's gonna stop me now |
|
Never lose your heart no |
|
Stay in your lane |
|
Zvandinenge ndirimusango (yeah, yeah) |
|
Kuzviita King nditori mujungle (yeah, yeah) |
|
With all that goes but tirikurova mabango (yeah, yeah) |
|
Uri munyama chete kunge gango (boys) |
|
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure |
|
Zvakaitika shure, zvakasara kure |
|
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure |
|
Zvakaitika shure, zvakasara kure |
|
(MaOne boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure |
|
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure |
|
Zvakaitika shure, zvakasara kure |
|
Kwatinoenda kure, kwatinobva kure |
|
Zvakaitika shure, zvakasara kure |
|
(Maone Boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure (boys) |
|
Kure kure kure, kure kure kure |
|
Kure kure kure, kure kure kure |
|
Kure kure kure, kure kure kure |
|
Kure kure kure, Kure kure kure |