Killer T, Ayanaya for manumber manyowani (aiyahoo) Hot Property nyatsochecker mukuru mukuru Vakati ndezvekutungana kwembudzi Zvikanzi siyai arere asi muchazoona ari muridzi Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu Vakati, "Gogogoyi tauya panapa nerusambo Aiwa tabuda mugota saka motipawo nyembe dzeumambo" Aiwa bikai magwinya panapa vaimbotisimbisa zvemuchato Aiwa kandai mumoto nhamo iya yekurara ndega ndairamba Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu Takuda nguva yemusengabere (aiyahoyere hoye) Kuzvuzvurudza mwana wevanhu achiridza mhere (aiyahoyere hoye) Manje sadombo varipo vari muberere (aiyahoyere hoye) Hanzi mukuwasha mukoko kumora haupere (aiyahoyere hoye) Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu Vakati gogogoyi tauya panapa nerusambo Aiwa tabuda mugota saka motipawo nyembe dzeumambo Aiwa bikai magwinya panapa vaimbotisimbisa zvemuchato Aiwa kandai mumoto nhamo iya yekurara ndega ndairamba Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu Ayanaya for (aiyahoyere hoye) Killer T again, Hot Property Nyatsochecker masettings (aiyahoyere hoye) Kuroorana kwavo kumbofunga kuti mahumbwe (aiyahoyere hoye) Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu (aiyahoyere hoye) Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu Une rudo, mudiwa wangu une rudo, une rudo mudiwa wangu une rudo