[00:01.65] Killer T, Ayanaya for manumber manyowani (aiyahoo) [00:05.38] Hot Property nyatsochecker mukuru mukuru [00:09.87] Vakati ndezvekutungana kwembudzi [00:13.46] Zvikanzi siyai arere asi muchazoona ari muridzi [00:18.47] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe [00:22.66] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu [00:27.22] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe [00:30.91] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu [00:36.05] Vakati, "Gogogoyi tauya panapa nerusambo [00:39.94] Aiwa tabuda mugota saka motipawo nyembe dzeumambo" [00:43.98] Aiwa bikai magwinya panapa vaimbotisimbisa zvemuchato [00:48.55] Aiwa kandai mumoto nhamo iya yekurara ndega ndairamba [00:53.39] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe [00:57.12] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu [01:02.08] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe [01:05.74] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu [01:10.78] Takuda nguva yemusengabere (aiyahoyere hoye) [01:15.45] Kuzvuzvurudza mwana wevanhu achiridza mhere (aiyahoyere hoye) [01:19.03] Manje sadombo varipo vari muberere (aiyahoyere hoye) [01:23.37] Hanzi mukuwasha mukoko kumora haupere (aiyahoyere hoye) [01:28.27] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe [01:32.15] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu [01:36.96] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe [01:40.96] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu [01:45.75] Vakati gogogoyi tauya panapa nerusambo [01:49.56] Aiwa tabuda mugota saka motipawo nyembe dzeumambo [01:53.82] Aiwa bikai magwinya panapa vaimbotisimbisa zvemuchato [01:58.19] Aiwa kandai mumoto nhamo iya yekurara ndega ndairamba [02:03.13] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe [02:06.95] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu [02:12.04] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe [02:15.78] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu [02:21.03] Ayanaya for (aiyahoyere hoye) Killer T again, Hot Property [02:26.22] Nyatsochecker masettings (aiyahoyere hoye) [02:29.34] Kuroorana kwavo kumbofunga kuti mahumbwe (aiyahoyere hoye) [02:33.80] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu (aiyahoyere hoye) [02:38.18] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe [02:41.87] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu [02:48.82] Une rudo, mudiwa wangu une rudo, une rudo mudiwa wangu une rudo [02:55.93]